fbpx
Sunday, February 5, 2023
HomePosts Tagged "MOHCC"

Kwakava nekubuda kwechirwere cheCovid -19 munyika yeChina munaZvita wa2019. Chirwere ichi chakapararira kunedzimwe nyika. Heanoyi mashoko akakosha ekudzivirira anobva kuBazi reHutano neKurerwa Kwevana. 1. Chii chinonzi Covid-19? -Covid-19 iyo yaimbonzi Coronavirus chirwere chinokonzerwa neimwe mhando itsva yezvirwere yemaCoronavirus. Kune mhando zhinji dzemaCoronavirus dzino konzera urwere hwakajairika kusvika

You cannot copy content of this page